GEHENA LYRICS BY KAE CHAPS

Afro-Beats music prowess, Kae Chaps, recently released a single dubbed Gehena. Below are the full lyrics.

 

Lyrics

Ukaona ndakutsvaga
Ndendada kufa
I’m telling you I’ll come for you I swear
Yeah you played smart
Ndini ndandiri bhambi
Something I will never do again
Hapana moyo pano
Tell em don’t try
I’d rather be alone okay it’s fine
Ndingori wenyama
Hongu ndaimbotadza
But kuzondityora kwaukandiita bho here

You said you got my back
Uchiziva hako you’re gonna leave
Kundisiya ndichiudza ana Momz
Kuti ndaona ka miss
Way to jealous
Waisada kundiona with anybody
When you was F#%!n with everybody
I know what you did so

Ukuenda ku Gehena

Taigona kuzviita
Quite a long time
But dzaingove nharo bedzi bedzi
Ropa razo gwamba
Ndaona bad blood
Ndaona raruvengo chete chete
Usazouya mangwana
Uchiti wanga uri drunk
Pamwe pacho hapashandi petty petty
Toonana next life
For now I’ll cry
For now I’ll bed myself and rest
You said you said

You said you got my back
Uchiziva hako you’re gonna leave
Kundisiya ndichiudza ana Momz
Kuti ndaona ka miss
Way to jealous
Waisada kundiona with anybody
When you was F#%!n with everybody
I know what you did so

Ukuenda ku Gehena